Mabasa 19:40 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 Asi sezvazviri izvi, tiri panjodzi yokuti tingangopiwa mhosva yokumutsa bongozozo nokuda kwezvaitika nhasi. Kana pane chimwezve chamungada kutaura, chinofanira kutaurwa paungano iri pamutemo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Nokuti njodzi ndiyo kuti tiŋgakwirirwa pamsoro peɓope ranhasi, ɀakusinemhoȿa; kana ciri cinhu ici hatiŋgagoni kupindura pamsoro pemhere‐mhere iyi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200240 Nokuti njodzi ndiyo kuti tingakwirirwa pamusoro pebope ranhasi, zvakusina mhosva; kana chiri chinhu ichi hatingagoni kupindura pamusoro pemheremhere iyi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Tine njodzi yokupihwa mhosva yokumutsa manyongori nhasi nokuti hapana chikonzero chatinogona kupa chinonzwika chenyonganyonga iyi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona40 Tine njodzi yokupihwa mhosva yokumutsa manyongori nhasi nokuti hapana chikonzero chatinogona kupa chinonzwika chenyonganyonga iyi.” Viz kapitola |