Mabasa 19:28 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Vakati vanzwa izvi, vakashatirwa vakatanga kudanidzira vachiti, “Mukuru ndiAritemisi wavaEfeso!” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ɀino ʋakati ʋacinzwa iɀoɀo, ʋakafa neshuŋgu kwaɀo, ʋakaɗanidzira, ʋaciti: Diana waʋaEfeso mukuru! Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Zvino vakati vachinzwa izvozvo, vakafa neshungu kwazvo, vakadanidzira, vachiti, “Dhiana wavaEfeso mukuru!” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Pavakazvinzwa vakashatirwa zvikuru vakazhamba vachiti, “Atemisi wava Efeso mukuru.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Pavakazvinzwa vakashatirwa zvikuru vakazhamba vachiti, “Atemisi wava Efeso mukuru.” Viz kapitola |