Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 18:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Humwe usiku Ishe akataura naPauro muchiratidzo akati, “Usatya; ramba uchingotaura, usanyarara.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ɀino Ishe akati kunaPauro ʋusiku neciratidzo: Usatya hako, asi taura, usanyarara;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Zvino Ishe akati kuna Pauro usiku nechiratidzo, “Usatya hako, asi taura, usanyarara;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Nohumwe usiku Tenzi akataura kuna Pauro muchiratidzo achiti, “Usatye zvako. Iwe taura chete, usanyarare

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Nohumwe usiku Tenzi akataura kuna Pauro muchiratidzo achiti, “Usatye zvako. Iwe taura chete, usanyarare

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 18:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy