Mabasa 18:28 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Nokuti pakutaurirana, akapikisa vaJudha zvine simba pamberi pavanhu, achiratidza kubva muMagwaro kuti Jesu ndiye Kristu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Nokuti wakakunda ʋaJuda nesimba pacena, aciratidza naMagwaro, kuti Jesu ndiye Kristu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Nokuti akakunda vaJudha nesimba pachena, achiratidza naMagwaro, kuti Jesu ndiye Kristu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Paakasvika, akabatsira kwazvo vakanga vatenda nenyasha dzaMwari nokuti akapwisa vaJudha pachena achiratidza naMagwaro Matsvene kuti Jesu ndiye Mesia. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Paakasvika, akabatsira kwazvo vakanga vatenda nenyasha dzaMwari nokuti akapwisa vaJudha pachena achiratidza naMagwaro Matsvene kuti Jesu ndiye Mesia. Viz kapitola |