Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 18:22 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Akati aburuka paKesaria, akakwidza akandokwazisa kereke ipapo ndokubva aburuka oenda kuAndioki.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Wakati aȿika Kesaria, akakwira kundokwazisa kereke, akaɓurukira Antiokia.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Akati asvika Kesaria, akakwira kundokwazisa kereke, akaburukira Andioki.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Paakasvika kuSezaria akakwira akandokwazisa sangano ndokuzodzika kuAndiyoku.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Paakasvika kuSezaria akakwira akandokwazisa sangano ndokuzodzika kuAndiyoku.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 18:22

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy