Mabasa 17:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Vakati vanzwa izvozvo, ungano uye navabati veguta vakashushikana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ʋakapesanisa ʋanhu naʋaɓati ʋeguta, ʋacinzwa iɀoɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Vakapesanisa vanhu navabati veguta, vachinzwa izvozvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Vanhu navakuruvakuru veguta zvakavatambudza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Vanhu navakuruvakuru veguta zvakavatambudza. Viz kapitola |