Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 17:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Vamwe vaJudha vakatenda ndokubva vabatana naPauro naSirasi, sezvakaitwawo navazhinji zhinji vavaGiriki vaitya Mwari uye navakadzi vazhinji vaikudzwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Ʋamŋe ʋaʋo ʋakatendiswa, ʋakateʋera Pauro naSirasi, naʋazhinji ʋaʋaGiriki, ʋainamata Mŋari, naʋakadzi ʋaikudzwa ʋazhinji.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Vamwe vavo vakatendera, vakatevera Pauro naSirasi, navazhinji vavaGiriki, vainamata Mwari, navakadzi vaikudzwa vazhinji.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Vamwe vavo vakazvibvuma vakabatana naPauro naSirasi sezvakangoitawo vazhinji vechiGiriki vaitya Mwari navadzimai vapamusoro vakawanda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Vamwe vavo vakazvibvuma vakabatana naPauro naSirasi sezvakangoitawo vazhinji vechiGiriki vaitya Mwari navadzimai vapamusoro vakawanda.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 17:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy