Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 16:35 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

35 Kwakati kwaedza, vatongi vakatuma vabati vavo kumuchengeti wetorongo neshoko rokuti: “Sunungura varume vaya.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

35 Ɀino kwakati kwaedza, ʋatoŋgi ʋakatuma mapurisa, ʋaciti: Sunuŋgurai ʋanhu ʋaya.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

35 Zvino kwakati kwaedza vatongi vakatuma mapurisa, vachiti, “Sunungurai vanhu vaya.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

35 Pakwakanga kwaedza vatongi vakatuma mapurisa vachiti, “Regai vanhu vaya vaende zvavo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

35 Pakwakanga kwaedza vatongi vakatuma mapurisa vachiti, “Regai vanhu vaya vaende zvavo.”

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 16:35

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy