Mabasa 15:40 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 asi Pauro akasarudza Sirasi akaenda akakumikidzwa kunyasha dzaShe nehama. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 asi Pauro wakasanaŋgura Sirasi; akaenda, akaiswa nehama panyasha dzaShe; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200240 asi Pauro wakatsanangura Sirasi; akaenda, akaiswa nehama panyasha dzaIshe; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Pauro akasarudza Sirasi. Vakaenda vapedza kukumikidzwa nevehama kunyasha dzaTenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona40 Pauro akasarudza Sirasi. Vakaenda vapedza kukumikidzwa nevehama kunyasha dzaTenzi. Viz kapitola |