Mabasa 15:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Vakati vasvika kuJerusarema, vakagamuchirwa nekereke navapostori uye navakuru, vakarondedzera kwavari zvinhu zvose zvakanga zvaitwa naMwari kubudikidza navo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino ʋakati ʋaȿika Jerusarema, ʋakagamucirwa nekereke, naʋaapostora, naʋakuru; ʋakarondedzera ɀose ɀakaitwa naMŋari naʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Zvino vakati vasvika Jerusaremu, vakagamuchirwa nekereke, navapostori, navakuru; vakarondedzera zvose zvakaitwa naMwari navo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Pavakasvika Jerusaremu vakagamuchirwa nesangano navapositori navakuru vakuru vakarondedzera zvose zvavakaitiswa naMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Pavakasvika Jerusaremu vakagamuchirwa nesangano navapositori navakuru vakuru vakarondedzera zvose zvavakaitiswa naMwari. Viz kapitola |