Mabasa 15:29 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Munofanira kurega zvokudya zvakabayirwa kuzvifananidzo, neropa, nenyama yemhuka dzakadzipwa uye noupombwe. Muchaita zvakanaka kuti murege izvi. Chisarai. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 ɀinoti: Regai ɀakaɓayirwa ɀifananidzo, neropa, neɀakadzipxa, noʋupombge; kana mukaɀidzora paɀiri, mucaita ɀakanaka. Sarai ɀakanaka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 zvinoti: Regai zvakabayirwa zvifananidzo, neropa, nezvakadzipwa, noupombwe; kana mukazvidzora pazviri, muchaita zvakanaka. Sarai zvakanaka.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 zvokuti: imi musiyane nezvinhu zvakabairwa zvifananidzo zvokunamata, murege musiya nenyama isina kusinzwa uye upombwe. Kana mukarega izvi munoita zvakanaka. Musare zvakanaka.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 zvokuti: imi musiyane nezvinhu zvakabairwa zvifananidzo zvokunamata, murege musiya nenyama isina kusinzwa uye upombwe. Kana mukarega izvi munoita zvakanaka. Musare zvakanaka.” Viz kapitola |