Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 13:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Vakati vasvika paSaramisi, vakaparidza shoko raMwari musinagoge ravaJudha. Johani akanga achivabatsira.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ʋaciȿika paSarami, ʋakaparidza shoko raMŋari mumasinagoge aʋaJuda. Ʋakaŋga ʋanaJohane ʋo, waiʋa muɓatsiri waʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Vachisvika paSarami, vakaparidza shoko raMwari mumasinagoge avaJudha. Vakanga vana Johaniwo, aiva mubatsiri wavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Pavakasvika kuSaramisi vakaparidza Shoko raMwari mumasinagogu avaJudha uye vaiva naJohani wokuvabatsira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Pavakasvika kuSaramisi vakaparidza Shoko raMwari mumasinagogu avaJudha uye vaiva naJohani wokuvabatsira.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 13:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy