Mabasa 13:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Pavakanga vachinamata Ishe uye vachitsanya, Mweya Mutsvene akati, “Nditsaurirei Bhanabhasi naSauro kuti vabate basa randakavadanira.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ʋakati ʋacishumira Ishe, nokuɀinyima ɀokudya, Mŋeya Mutȿene akati: Nditsaurirei Barnabasi naSauro kuɓate‐ɓasa randakaʋaɗanira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Vakati vachishumira Ishe, nokuzvinyima zvokudya, Mweya Mutsvene akati, “Nditsaurirei Bhanabhasi naSauro kubata basa randakavadanira.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Pavainamata Tenzi uye vachitsanya, Mweya Mutsvene akati nditsaurirei Bhanabhasi naSauro kuti vaite basa randavasarudzira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Pavainamata Tenzi uye vachitsanya, Mweya Mutsvene akati nditsaurirei Bhanabhasi naSauro kuti vaite basa randavasarudzira. Viz kapitola |