Mabasa 11:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 vachiti, “Iwe wakapinda mumba yavanhu vasina kudzingiswa ukandodya navo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 ʋaciti: Wakapinda iwe kuʋarume ʋasina‐kudziŋgiswa, ukadya naʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 vachiti, “Wakapinda iwe kuvarume vasina kudzingiswa, ukadya navo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 vachiti, “Makaenderei kuvanhu vasina kudzingiswa muchidya navo?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 vachiti, “Makaenderei kuvanhu vasina kudzingiswa muchidya navo?” Viz kapitola |