Mabasa 10:41 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Haana kuonekwa navanhu vose, asi nezvapupu zvakanga zvagara zvasarudzwa naMwari nesu takadya uye tikanwa naye shure kwokumuka kwake kubva kuvakafa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 akasaʋonekwa naʋanhu ʋose, asi neɀapupu ɀakagara ɀatsaurwa naMŋari, iyesu, taidya nokunwa naye, amuka kuʋakafa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200241 akasaonekwa navanhu vose, asi nezvapupu zvakagara zvatsaurwa naMwari, iyesu, taidya nokunwa naye, amuka kuvakafa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 kwete kuvanhu vose asi kunesu vakasarudzwa naMwari kuva zvapupu isu takadya nokunwa naye mushure mokumuka kwake muvafi; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona41 kwete kuvanhu vose asi kunesu vakasarudzwa naMwari kuva zvapupu isu takadya nokunwa naye mushure mokumuka kwake muvafi; Viz kapitola |