Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 10:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Iye nemhuri yake vakanga vakazvipira uye vaitya Mwari; aipa kwazvo kuna vanoshayiwa uye ainyengetera kuna Mwari nguva dzose.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 munhu, wainamata nowaitya Mŋari, iye naʋeimba yake yose, waipa ʋanhu ɀipo ɀizhinji, nokunyeŋgetera kunaMŋari misi yose.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 munhu, ainamata noaitya Mwari, iye naveimba yake yose, aipa vanhu zvipo zvizhinji, nokunyengetera kuna Mwari misi yose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 munhu aitya Mwari pamwechete nemhuri yake yose aiva noruoko rwokupa kwazvo kuvanhu uye aigara achinamata kuna Mwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 munhu aitya Mwari pamwechete nemhuri yake yose aiva noruoko rwokupa kwazvo kuvanhu uye aigara achinamata kuna Mwari.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 10:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy