Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 1:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Mushure mokunge ataura izvi, akakwidzwa kudenga pamberi pameso avo chaipo, uye gore rikamufukidza vakasazomuona.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ɀino wakati areʋa iɀoɀi, akakwidzwa, ʋacitaririra; gore rikamubvisa, ʋakasazomuʋona.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Zvino akati areva izvozvi, akakwidzwa, vachitaririra; gore rikamubvisa, vakasazomuona.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Paakapedza kutaura izvi akasimudzwa vakatarisa kudaro, gore richimukwidza kudenga rikaita kuti asaonekwe kwavari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Paakapedza kutaura izvi akasimudzwa vakatarisa kudaro, gore richimukwidza kudenga rikaita kuti asaonekwe kwavari.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 1:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy