Mabasa 1:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Nokuti Johani akabhabhatidza nemvura, asi mushure mamazuva mashoma muchabhabhatidzwa noMweya Mutsvene.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 nokuti Johane, ɀirokwaɀo, wakabapatidza nemvura; asi imi mucabapatidzwa noMŋeya Musente, mazuʋa mazhinji asati apera. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 nokuti Johani, zvirokwazvo, akabhabhatidza nemvura; asi imi muchabhabhatidzwa naMweya Mutsvene, mazuva mazhinji asati apera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 “Makandinzwa ndichiti, Johani akaombeka nemvura asi kusati kwapera mazuva mazhinji muchaombekwa naMweya Mutsvene.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 “Makandinzwa ndichiti, Johani akaombeka nemvura asi kusati kwapera mazuva mazhinji muchaombekwa naMweya Mutsvene.” Viz kapitola |