Mabasa 1:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 kusvikira pazuva raakakwidzwa kudenga, shure kwokunge arayira, kubudikidza noMweya Mutsvene, vapostori vaakanga asarudza. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 kuȿikira zuʋa raakakwidzwa, amboraira noMŋeya Mutȿene ʋaapostora ʋaakaŋga asanaŋgura; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 kusvikira zuva raakakwidzwa, amborayira naMweya Mutsvene vapostori vaakanga atsanangura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 kusvikira pazuva raakakwidzwa kudenga. Ipapo, maiva mushure mokunge ataurira, nokuna Mweya Mutsvene, vapositori vaakanga asarudza, zvinofanira kuitwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 kusvikira pazuva raakakwidzwa kudenga. Ipapo, maiva mushure mokunge ataurira, nokuna Mweya Mutsvene, vapositori vaakanga asarudza, zvinofanira kuitwa. Viz kapitola |