Online Bible

- Reklamy -




Judasi 1:16 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Vanhu ava vanyunyuti uye vapomeri; vanotevera kuchiva kwavo vamene; vanozvirumbidza pachavo uye vanobata vamwe kumeso kuti zvivanakire ivo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Iʋo ʋaŋuŋuni naʋasiŋgatendi neɀavanaɀo, ʋanofamba nokuciʋa kwaʋo; (miromo yaʋo inotaura mashoko okuɀikudza), ʋacikudza ʋanhu nokuɗa kwokufumiswa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Ivo vanyunyuti vasingatendi nezvavanazvo, vanofamba nokuchiva kwavo; (miromo yavo inotaura mashoko okuzvikudza), vachikudza vanhu nokuda kwokufumiswa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Vanhu ivava vanhu vokunyunyuta vasingagutsikani, vanoita zvinoda havi dzavo, vanamupoperi vokuzvikudza, vanorumbidza vanhu zvokuvabata kumeso vachida zvavanoda kuwana.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Vanhu ivava vanhu vokunyunyuta vasingagutsikani, vanoita zvinoda havi dzavo, vanamupoperi vokuzvikudza, vanorumbidza vanhu zvokuvabata kumeso vachida zvavanoda kuwana.”

Viz kapitola kopírovat




Judasi 1:16

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy