Judasi 1:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Mafungu egungwa anopenga, anopupuma nyadzi dzawo; nyeredzi dzinodzungaira, ivava vakachengeterwa rima guru nokusingaperi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 mafuŋgu eguŋgwa anopeŋga, anopupuma nyadzi dzawo; nyeredzi dzinofamba‐famba, ʋakaceŋgetererwa kuȿiɓa kwerima nokusiŋgaperi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 mafungu egungwa anopenga, anopupuma nyadzi dzawo; nyeredzi dzinofamba-famba, vakachengetererwa kusviba kwerima nokusingaperi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Mafungu egungwa asina pawo vanopupuma furu renyadzi dzavo, inyenyedzi dzinodzungaira dzamisirwa nokusingaperi, nyika yerima iri pasi penyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Mafungu egungwa asina pawo vanopupuma furu renyadzi dzavo, inyenyedzi dzinodzungaira dzamisirwa nokusingaperi, nyika yerima iri pasi penyika. Viz kapitola |