Online Bible

- Reklamy -




Judasi 1:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Judha, muranda waJesu Kristu nomununʼuna waJakobho, kuna vaya vakadanwa, vanodikanwa naMwari Baba, vanochengetwa naJesu Kristu:

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Judasi, muranda waJesu Kristu, munuŋuna waJakobo, kunaʋakaɗanwa, ʋakaɗikanwa munaMŋari Ƃaɓa, ʋakaceŋgetererwa Jesu Kristu:

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Judhasi, muranda waJesu Kristu, munun'una waJakobho, kuna vakadanwa, vakadikanwa muna Mwari Baba, vakachengetererwa Jesu Kristu:

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Ndini Judha muranda waJesu Kristu munun'una waJakobho ndinokunyorerai imi makadaidzwa, vapamwoyo paMwari Baba imi makachengeterwa Jesu Kristu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Ndini Judha muranda waJesu Kristu munun'una waJakobho ndinokunyorerai imi makadaidzwa, vapamwoyo paMwari Baba imi makachengeterwa Jesu Kristu.

Viz kapitola kopírovat




Judasi 1:1

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy