Online Bible

- Reklamy -




Joshua 9:25 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Zvino tava mumaoko enyu. Itai kwatiri chero zvamunoona zvakanaka uye zvakarurama.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Ɀino tarirai, tiri pamaʋoko enyu, itai nesu seɀamunoti ndiɀo ɀakanaka neɀakarurama.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Zvino tarirai, tiri pamaoko enyu, itai nesu sezvamunoti ndizvo zvakanaka nezvakarurama.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Zvino isu tiri mumaoko enyu. Itai zvenyu nesu zvamunoona kuti ndizvo zvakanaka zvakakodzera.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Zvino isu tiri mumaoko enyu. Itai zvenyu nesu zvamunoona kuti ndizvo zvakanaka zvakakodzera.”

Viz kapitola kopírovat




Joshua 9:25

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy