Joshua 9:23 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Naizvozvo mava vanhu vakatukwa: Hamuchazofi makarega kuva vatemi vehuni navacheri vemvura veimba yaMwari wangu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Naiɀoɀo ɀino muri ʋanhu ʋakatukwa, mucaŋgosiʋa ʋaranda naʋatemi ʋehuni naʋateki ʋemvura ʋeimba yaMŋari waŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Naizvozvo zvino muri vanhu vakatukwa, muchangosiva varanda navatemi vehuni navateki vemvura veimba yaMwari wangu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Saka naizvozvo matopinda rushambwa, vamwe venyu muchagara muri varanda vokutemera huni, nokutekera mvura imba yaMwari wangu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Saka naizvozvo matopinda rushambwa, vamwe venyu muchagara muri varanda vokutemera huni, nokutekera mvura imba yaMwari wangu.” Viz kapitola |