Joshua 9:22 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Ipapo Joshua akadana vaGibheoni akati kwavari, “Sei makatinyengedza muchiti, ‘Tinogara kure kure nemi,’ asi imi muchigara pedyo nesu? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ɀino Joshua akaʋaɗana, akataura naʋo, akati: Matinyeŋgedzerereiko, muciti: Takabva kure‐kure nemi, ɀamugere pakati peɗu? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Zvino Joshua akavadana, akataura navo, akati, “Matinyengedzerereiko, muchiti, ‘Takabva kure‐kure nemi, zvamugere pakati pedu?’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Joshuwa akavadaidza akati kwavari, “Ko makatinyengedzererei muchiti, ‘Tinogara kure kwazvo nemi.’ Nyamba imi munogara zvenyu pedyo nesu kudai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Joshuwa akavadaidza akati kwavari, “Ko makatinyengedzererei muchiti, ‘Tinogara kure kwazvo nemi.’ Nyamba imi munogara zvenyu pedyo nesu kudai. Viz kapitola |