Joshua 9:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Vakaungana pamwe chete kuti varwisane naJoshua navaIsraeri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 ʋakaʋuŋgana nomŋoyo mumŋe kundorwa naJoshua naʋaIsraeri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 vakaungana nomwoyo mumwe kundorwa naJoshua navaIsiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 vakakokorodzana vakaita rimwe rokurwisa Joshuwa navaIsiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 vakakokorodzana vakaita rimwe rokurwisa Joshuwa navaIsiraeri. Viz kapitola |