Online Bible

- Reklamy -




Joshua 9:19 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 asi vatungamiri vose vakapindura vachiti, “Takapika kwavari naJehovha, Mwari waIsraeri, zvino hatigoni kuita chinhu kwavari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Asi macinda ose akati kuʋuŋgano yose: Takapika kwaʋari naJehova, Mŋari waIsraeri, naiɀoɀo ɀino hatigoni kuʋaitira cinhu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Asi machinda ose akati kuungano yose, “Takapika kwavari naJehovha, Mwari waIsiraeri, naizvozvo zvino hatigoni kuvaitira chinhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Vatungamiriri vose vakaudza gungano rose kuti “Takavapikira naTenzi Mwari wavaIsiraeri. Zvino hatikwanisi kana kumbovabata-bata zvedu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Vatungamiriri vose vakaudza gungano rose kuti “Takavapikira naTenzi Mwari wavaIsiraeri. Zvino hatikwanisi kana kumbovabata-bata zvedu.

Viz kapitola kopírovat




Joshua 9:19

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy