Joshua 9:16 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Zvino mushure mamazuva matatu vaita sungano navaGibheoni, vaIsraeri vakanzwa kuti vakanga vari vavakidzani, vagere pedyo navo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ɀino mazuʋa matatu akati apera, ʋaita suŋgano naʋo, ʋakanzwa kuti ʋagere pedyo naʋo napakati paʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Zvino mazuva matatu akati apera, vaita sungano navo, vakanzwa kuti vagere pedyo navo napakati pavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Kwakati kwapera mazuva matatu mushure mokuita chitenderano navo, vakazonzwa kuti vakanga vari vavakidzani navo, vakanga vagere pedyo navo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Kwakati kwapera mazuva matatu mushure mokuita chitenderano navo, vakazonzwa kuti vakanga vari vavakidzani navo, vakanga vagere pedyo navo. Viz kapitola |