Online Bible

- Reklamy -

Joshua 9:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Uye homwe dzewaini idzi dzaiva itsva patakadzizadza, asi chionai kubvaruka kwadzaita. Uye mbatya dzedu neshangu dzedu zvasakara nokuda kworwendo rurefu refu.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Nehomboɗo idzi dzewaini, dzatakazadza, dzakaŋga dziri itȿa; tarirai, dzaparuka; neŋguʋo dzeɗu idzi, neshaŋgu dzeɗu ɀasakara nemhaka yorwendo rurefu‐refu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Nehombodo idzi dzewaini, dzatakazadza, dzakanga dziri itsva; tarirai, dzaparuka; nenguo dzedu idzi, neshangu dzedu zvasakara nemhaka yorwendo rurefu‐refu.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Zvigubhu zvedu zvewaini zvematehwe izvi zvaiva zvitsva patakazvizadza, asi chitarisai muone zvatomwauka. Hanzu dzedu neshangu dzedu idzi dzatosakara pamusana perwendo rwacho rwakareba zvikuru.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Zvigubhu zvedu zvewaini zvematehwe izvi zvaiva zvitsva patakazvizadza, asi chitarisai muone zvatomwauka. Hanzu dzedu neshangu dzedu idzi dzatosakara pamusana perwendo rwacho rwakareba zvikuru.”

Viz kapitola kopírovat

Joshua 9:13

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy