Joshua 9:12 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Zvingwa zvedu izvi zvakanga zvichidziya patakazvitora mudzimba dzedu zuva ratakasimuka tichiuya kuno. Asi zvino chionai kuoma nokuvhuvha kwazvaita. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ɀiŋgwa iɀo ɀembuʋa yeɗu takaɀitora ɀicakapisa mudzimba dzeɗu musi watakaɓuɗa, ticiʋuya kwamuri; asi ɀino tarirai, ɀawoma, ɀavuva. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Zvingwa izvo zvembuva yedu takazvitora zvichakapisa mudzimba dzedu musi watakabuda, tichiuya kwamuri; asi zvino tarirai, zvaoma, zvavhuvha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Tarisai muone chingwa chedu chembuva. Izvozvi musi watakasimuka tichiuya kwamuri, chakanga chichitopisa patakachitora mumba. Asi iye zvino chionai chaoma kuti papata, chatova nechiundudzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Tarisai muone chingwa chedu chembuva. Izvozvi musi watakasimuka tichiuya kwamuri, chakanga chichitopisa patakachitora mumba. Asi iye zvino chionai chaoma kuti papata, chatova nechiundudzi. Viz kapitola |