Online Bible

- Reklamy -




Joshua 9:11 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Zvino vakuru vedu navagari vose vomunyika yedu vakati kwatiri, ‘Torai mbuva yerwendo rwenyu; muende munosangana navo muti kwavari, “Tiri varanda venyu; itai sungano nesu.” ’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Ʋakuru ʋeɗu naʋanhu ʋose ʋenyika yeɗu ʋakataura nesu, ʋakati: Torai mbuʋa yenzira mumaʋoko enyu, mundosoŋgana naʋo, muti kwaʋari: Tiri ʋaranda ʋenyu; ɀino itai suŋgano nesu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Vakuru vedu navanhu vose venyika yedu vakataura nesu, vakati, ‘Torai mbuva yenzira mumaoko enyu, mundosangana navo,’ muti kwavari, ‘Tiri varanda venyu; zvino itai sungano nesu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Naizvozvo vakuru vakuru vedu navanhu vose vomunyika medu vakatiti, ‘Torai mbuva mupinde munzira mundochingudzana navo, muvati, tiri varanda venyu, tiri kukumbirawo kuti tiite chitenderano nemi.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Naizvozvo vakuru vakuru vedu navanhu vose vomunyika medu vakatiti, ‘Torai mbuva mupinde munzira mundochingudzana navo, muvati, tiri varanda venyu, tiri kukumbirawo kuti tiite chitenderano nemi.’

Viz kapitola kopírovat




Joshua 9:11

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy