Joshua 9:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Zvino madzimambo ose aigara kumavirira kweJorodhani navaiva munyika yamakomo, mujinga mamakomo kumadokero, mumahombekombe ose eGungwa Guru kusvikira kuRebhanoni (madzimambo avaHiti, navaAmori, navaKenani, navaPerizi, navaHivhi navaJebhusi) vakanzwa nezvazvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino madzimambo ose akaŋga agere mhiri kwaJoridani, panyika yamakomo nenyika yamapani, napamhenderekedzo dzose dzeguŋgwa guru pamberi peRebanoni, ʋaHeti, naʋaAmori, naʋaKanani, naʋaPerezi, naʋaHivi, naʋaJebusi, ʋakati ʋacinzwa iɀoɀo, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino madzimambo ose akanga agere mhiri kwaJorodhani, panyika yamakomo nenyika yamapani, napamhenderekedzo dzose dzegungwa guru pamberi peRebhanoni, vaHeti, navaAmori, navaKenani, navaPerezi, navaHivhi, navaJebhusi, vakati vachinzwa izvozvo, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Kuzoti izvozvi zvanzwikwa namadzimambo ose akanga agere kumhiri kwaJorodhani munyika yamakomo nenyika yamapani nokumahombekombe kwose kweGungwa guru kwakatarisana neRebhanoni, vaHiti navaAmori navaKanani navaPerezi navaHivhi navaJebhusi vakazvinzwa, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Kuzoti izvozvi zvanzwikwa namadzimambo ose akanga agere kumhiri kwaJorodhani munyika yamakomo nenyika yamapani nokumahombekombe kwose kweGungwa guru kwakatarisana neRebhanoni, vaHiti navaAmori navaKanani navaPerezi navaHivhi navaJebhusi vakazvinzwa, Viz kapitola |