Joshua 8:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Akavarayira achiti, “Nyatsoteererai. Munofanira kuvandira guta necheseri kwaro. Musaende kure naro. Mose munofanira kugara makagadzirira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Akaʋaraira, akati: Tarirai, munofanira kundoʋandira guta neceseri kwaro; musaenda kure neguta, asi mugare makaɀigadzira mose; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Akavaraira, akati, “Tarirai, munofanira kundovandira guta necheseri kwaro; musaenda kure neguta, asi mugare makazvigadzira mose; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Akavaudza achiti, “Endai mundohwandira guta iroro necheshure kwaro. Regai kundova kure kure neguta, asi garai makagadzirira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Akavaudza achiti, “Endai mundohwandira guta iroro necheshure kwaro. Regai kundova kure kure neguta, asi garai makagadzirira. Viz kapitola |