Online Bible

- Reklamy -




Joshua 8:22 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Varume vakanga vakavandira vakabudawo muguta kuzorwa navo, naizvozvo vakabva vaiswa pakati pavaIsraeri, vamwe nechokuno, vamwe nechokoko. VaIsraeri vakavauraya zvokusasiya kana mumwe chete wavo ari mupenyu kana vakatiza.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Naʋamŋe ʋakaɓuɗa muguta kuzorwa naʋo; naiɀoɀo ʋakaŋga ʋari pakati paʋaIsraeri, ʋamŋe necoʋuno ʋamŋe necokoko; ʋakaʋaʋuraya, kuȿikira ʋasina‐kurega mumŋe waʋo ari mupenyu, kana wakatiza.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Navamwe vakabuda muguta kuzorwa navo; naizvozvo vakanga vari pakati pavaIsiraeri, vamwe nechouno vamwe nechokoko; vakavauraya, kusvikira vasina kurega mumwe wavo ari mupenyu, kana wakatiza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 VaIsiraeri vokupinda muguta vaya vakavabudirawo, saizvozvo ivo vakanga vava pakati, vachiti uku vaIsiraeri uku vaIsiraeri. VaIsiraeri vakavauraya zvokuti hakuna akasara ari mupenyu kana akapunyuka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 VaIsiraeri vokupinda muguta vaya vakavabudirawo, saizvozvo ivo vakanga vava pakati, vachiti uku vaIsiraeri uku vaIsiraeri. VaIsiraeri vakavauraya zvokuti hakuna akasara ari mupenyu kana akapunyuka.

Viz kapitola kopírovat




Joshua 8:22

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy