Online Bible

- Reklamy -

Joshua 7:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 VaKenani navamwe vanhu vari munyika muno vachazvinzwa vagotikomberedza nokubvisa zita redu pano pasi. Zvino muchagozoitei nezita renyu guru?”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Nokuti ʋaKanani naʋose ʋagere munyika ino ʋacaɀinzwa, ʋacatikomba, nokudzima zita reɗu panyika; ɀino zita renyu guru mucariiteiko?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Nokuti vaKenani navose vagere munyika ino vachazvinzwa, vachatikomba, nokudzima zita redu panyika; zvino zita renyu guru muchariiteiko?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Handiti vaKanani navagari vose vomunyika ino vachazvinzwa, vakatikomberana zvavo, vakatitsakatisa panyika zvokusazombonzwika zvedu kana zita. Zvino imi noukuru hwezita renyu, muchava papi ipapa?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Handiti vaKanani navagari vose vomunyika ino vachazvinzwa, vakatikomberana zvavo, vakatitsakatisa panyika zvokusazombonzwika zvedu kana zita. Zvino imi noukuru hwezita renyu, muchava papi ipapa?”

Viz kapitola kopírovat

Joshua 7:9

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy