Joshua 5:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Zvino akasimudza vanakomana vavo pachinzvimbo chavo, uye ivava ndivo vakanga vasati vadzingiswa naJoshua. Vakanga vasati vadzingiswa nokuti havana kunge vadzingiswa munzira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ɀino ʋana ʋaʋo ʋaakaŋga amutsa panɀimbo yaʋo, ndiʋo ʋakadziŋgiswa naJoshua; nokuti ʋakaŋga ʋasina‐kudziŋgiswa, ɀaʋakaŋga ʋasina‐kudziŋgiswa panzira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Zvino vana vavo vaakanga amutsa panzvimbo yavo, ndivo vakadzingiswa naJoshua; nokuti vakanga vasina kudzingiswa, zvavakanga vasina kudzingiswa panzira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Saka vana vavo, vaakaisa panzvimbo yavo, ndivo vakadzingiswa naJoshuwa. Vakanga vari vanhu vasina kudzingiswa nokuti vakanga vasina kudzingiswa munzira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Saka vana vavo, vaakaisa panzvimbo yavo, ndivo vakadzingiswa naJoshuwa. Vakanga vari vanhu vasina kudzingiswa nokuti vakanga vasina kudzingiswa munzira. Viz kapitola |