Joshua 4:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 kuti ave chiratidzo pakati penyu. Mumazuva anotevera kana vana venyu vobvunza vachiti, ‘Ko, matombo aya anorevei?’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Kuti cinhu ici ciʋe ciratidzo pakati penyu, kuti kana ʋana ʋenyu ʋacizobvunza pashure, ʋaciti: Mabge awa anoti kuɗiniko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Kuti chinhu ichi chive chiratidzo pakati penyu, kuti kana vana venyu vachizobvunza pashure, vachiti, ‘Mabwe awa anoti kudiniko?’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Itai izvozvi kuti chigova chiratidzo; pakati penyu chokuti mangwana, kana vana venyu vobvunza kuti, ‘Ko kwamuri imi mabwe ayo anorevei’? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Itai izvozvi kuti chigova chiratidzo; pakati penyu chokuti mangwana, kana vana venyu vobvunza kuti, ‘Ko kwamuri imi mabwe ayo anorevei’? Viz kapitola |