Online Bible

- Reklamy -




Joshua 4:22 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 muvataurire kuti, ‘Israeri yakayambuka Jorodhani pavhu rakaoma.’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Imi munofanira kuziʋisa ʋana ʋenyu, muciti: Israeri ʋakayambuka Joridani urwu ʋacitsika pasi pakawoma.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Imi munofanira kuzivisa vana venyu, muchiti, ‘Isiraeri vakayambuka Jorodhani urwu vachitsika pasi pakaoma.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Ipapa izotaurira vana venyu kuti, ‘VaIsiraeri vakayambuka Jorodhani urwu napakaoma.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Ipapa izotaurira vana venyu kuti, ‘VaIsiraeri vakayambuka Jorodhani urwu napakaoma.’

Viz kapitola kopírovat




Joshua 4:22

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy