Joshua 3:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Zvino Jehovha akati kuna Joshua, “Nhasi ndichatanga kukusimudzira pamberi pavaIsraeri vose, kuitira kuti vazive kuti ndinewe sezvandaiva naMozisi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ipapo Jehova akati kunaJoshua: Nhasi ndicataŋga kukukudza pamberi paʋaIsraeri ʋose, ʋaziʋe kuti ndicaʋa newe, seɀandaisiʋa naMosesi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Ipapo Jehovha akati kuna Joshua, “Nhasi ndichatanga kukukudza pamberi pavaIsiraeri vose, vazive kuti ndichava newe, sezvandaisiva naMosesi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Tenzi akati kuna Joshuwa, “Ndichatangisa nhasi uno kukusimudzira pamusoro mukati mavaIsiraeri vagoziva kuti ndinewe sezvandaingova naMosesi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Tenzi akati kuna Joshuwa, “Ndichatangisa nhasi uno kukusimudzira pamusoro mukati mavaIsiraeri vagoziva kuti ndinewe sezvandaingova naMosesi. Viz kapitola |