Joshua 3:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Zvino Joshua akati kuvanhu, “Zvinatsei, nokuti mangwana Jehovha achaita zvinhu zvinoshamisa pakati penyu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino Joshua akati kuʋanhu: Ɀinatsei, nokuti maŋgwana Jehova ucaita ɀinoshamisa pakati penyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Zvino Joshua akati kuvanhu, “Zvinatsei, nokuti mangwana Jehovha uchaita zvinoshamisa pakati penyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Joshuwa akataurira vanhu achiti, “Zvichenurei nokuti mangwana Tenzi achaita zvinhu zvinoshamisa pakati penyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Joshuwa akataurira vanhu achiti, “Zvichenurei nokuti mangwana Tenzi achaita zvinhu zvinoshamisa pakati penyu.” Viz kapitola |