Joshua 24:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Zvino Bharaki mwanakomana waZipori mambo weMoabhu, akati agadzirira kundorwa naIsraeri, akatuma nhume kundodana Bharamu mwanakomana waBheori kuti akutukei. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino Baraki mŋanakomana waZipori, mambo waMoabi, akasimuka, akarwa naIsraeri, akatuma nhume kundoɗana Barami, mŋanakomana waBeori, kuti amutuke. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Zvino Bharaki mwanakomana waZipori, mambo waMoabhu, akasimuka, akarwa naIsiraeri, akatuma nhume kundodana Bharamu, mwanakomana waBheori, kuti amutuke. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Kwakazomuka mambo weMoabhu, Bharaki mwanakomana wavaZipori akarwisa vaIsiraeri akatumira nhume kundodaidza Bhiriamu mwanakomana waBheori kuti arengererei rushambwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Kwakazomuka mambo weMoabhu, Bharaki mwanakomana wavaZipori akarwisa vaIsiraeri akatumira nhume kundodaidza Bhiriamu mwanakomana waBheori kuti arengererei rushambwa. Viz kapitola |