Online Bible

- Reklamy -

Joshua 22:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Saka vaRubheni, vaGadhi nehafu yorudzi rwaManase vakasiya vaIsraeri paShiro munyika yeKenani vakadzokera kunyika yeGireadhi, nyika yavakanga vapiwa kuti ive yavo, sezvakanga zvarayirwa naJehovha kubudikidza naMozisi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ɀino ʋana ʋaRubeni, naʋana ʋaGadi, nehafu yorudzi rwaManase ʋakadzoka, ʋakaparadzana naʋana ʋaIsraeri paShiro munyika yeKanani, ʋakaenda kunyika yeGireadi, kunyika yaʋakaŋga ʋapiwa kuti iʋe yaʋo, seɀakaŋga ɀataurwa nomurairo waJehova nomuromo waMosesi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Zvino vana vaRubheni navana vaGadhi, nehafu yorudzi rwaManase vakadzoka, vakaparadzana navana vaIsiraeri paShiro munyika yeKenani, vakaenda kunyika yeGireadhi, kunyika yavakanga vapiwa kuti ive yavo, sezvakanga zvataurwa nomurayiro waJehovha nomuromo waMosesi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Naizvozvo vokwaRubheni nevokwaGadhi nechimwe chikamu chevedzinza rokwaManase vakadzokera kumusha. Vakaonekedzana navamwe vavo vaIsiraeri kuShiro, munyika yeKanani, voenda zvavo kuGireadhi kunyika yavo yavakatora vakaiita yavo sokutaura kwakanga kwaita Tenzi nokuna Mosesi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Joshua 22:9

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy