Online Bible

- Reklamy -

Joshua 22:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 (Rudzi rwehafu rwaManase, Mozisi akanga apa nyika yomuBhashani, uye imwe hafu yorudzi rwaManase yakapiwa nyika naJoshua kumavirazuva pamwe chete nehama dzavo.) Joshua akati avaendesa kumusha, akavaropafadza,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ɀino Mosesi wakaŋga apa imŋe hafu yorudzi rwaManase nhaka yaʋo muBashani; asi imŋe hafu yorudzi yakapiwa nhaka yayo naJoshua, pamŋe cete nehama dzaʋo, mhiri kwaJoridani kumaʋirazuʋa. Ɀino Joshua akaʋaropafadza ʋo pakuʋaendisa kwake kumatente aʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Zvino Mosesi wakanga apa imwe hafu yorudzi rwaManase nhaka yavo muBhashani; asi imwe hafu yorudzi yakapiwa nhaka yayo naJoshua, pamwechete nehama dzavo, mhiri kwaJorodhani kumavirazuva. Zvino Joshua akavaropafadzawo pakuvaendisa kwake kumatende avo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Zvakanga zvaitika ndezvokuti Mosesi akanga apa chimwe chikamu chevedzinza rokwaManase nyika yavo kuBhashani, Joshuwa ndokupawo chimwe chikamu chevedzinza irori nyika, pedyo nehama dzavo yokumadokero kwaJorodhani. Pakuonekana navo, Joshuwa akavapa chikomborero

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Joshua 22:7

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy