Online Bible

- Reklamy -




Joshua 20:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Ipapo kana mutsivi weropa akamutevera, havafaniri kutendera muurayi kuti amubate nokuti akauraya wokwake asingaiti namaune uye asinazve kumuvenga kubva kare.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ɀino kana mutsiʋi weropa aciŋge amuteʋera, haʋafaniri kuisa muʋurayi paruʋoko rwake, nokuti wakaʋuraya wokwake asiŋgaiti nobgoni, asina‐kumuʋeŋga kare.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Zvino kana mutsivi weropa achinge amutevera, haafaniri kuisa muurayi paruoko rwake, nokuti wakauraya wokwake asingaiti nobwoni, asina kumuvenga kare.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Kana uya ane basa rokutsividza ropa romushakabvu akamuronda, havafanire kuisa nyakuuraya mumwe mumaoko ake nokuti akauraya mumwe wake mukusaziva asina kumbenge achivengana naye kare.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Kana uya ane basa rokutsividza ropa romushakabvu akamuronda, havafanire kuisa nyakuuraya mumwe mumaoko ake nokuti akauraya mumwe wake mukusaziva asina kumbenge achivengana naye kare.

Viz kapitola kopírovat




Joshua 20:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy