Joshua 2:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Vasori vasati varara, iye akakwira padenga remba, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino ʋacigere kuʋata, Rakabi ndokukwira kwaʋari pamsoro peɗeŋga, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Zvino vachigere kuvata, Rakabhi ndokukwira kwavari pamusoro pedenga, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Vasati vavata, mukadzi uyu akakwira padenga pavaiva vari, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Vasati vavata, mukadzi uyu akakwira padenga pavaiva vari, Viz kapitola |