Joshua 2:20 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Asi ukangoreva zvatiri kuita, tichasunungurwa pamhiko yawatipikisa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Asi kana ukaɓuɗisa pacena ɓasa reɗu iri, isu hatiŋgasuŋgwi nemhiko yako yawakatipikisa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Asi kana ukabudisa pachena basa redu iri, isu hatingasungwi nemhiko yako yawakatipikisa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Asi ukangoudza munhu nezvenyaya yedu iyoyi, zvemhiko yako iyi zvatibva, haichatisunga.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Asi ukangoudza munhu nezvenyaya yedu iyoyi, zvemhiko yako iyi zvatibva, haichatisunga.” Viz kapitola |