Joshua 2:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Zvino mambo weJeriko akaudzwa kuti, “Tarirai! Kune vamwe vaIsraeri vauya muno manheru anhasi kuzosora nyika.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ɀino mambo weJeriko akaʋudzwa, ɀicinzi: Tarirai, ʋarume ʋaʋana ʋaIsraeri ʋakapinda muno ʋusiku bguno kuzoshora nyika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Zvino mambo weJeriko akaudzwa, zvichinzi, “Tarirai, varume vavana vaIsiraeri vakapinda muno usiku huno kuzoshora nyika.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Mambo weJeriko akataurirwa kuti, “Kune vamwe varume vechiIsiraeri vauya muno kuzosora nyika ino.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Mambo weJeriko akataurirwa kuti, “Kune vamwe varume vechiIsiraeri vauya muno kuzosora nyika ino.” Viz kapitola |