Joshua 2:12 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Zvino ndapota, pikai kwandiri naJehovha kuti muchaitira mhuri yangu tsitsi, nokuti ini ndakuitiraiwo tsitsi. Ndipei chiratidzo chechokwadi chakasimba Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Naiɀoɀo ɀino ndipikirei henyu naJehova, kuti ɀandakakuitirai ɀakanaka, nemi ʋo mucaitira imba yaɓaɓa ʋaŋgu ɀakanaka; mundipei ʋo ciratidzo cakasimba, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Naizvozvo zvino ndipikirei henyu naJehovha, kuti zvandakakuitirai zvakanaka, nemiwo muchaitira imba yababa vangu zvakanaka; mundipeiwo chiratidzo chakasimba, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Saka chinditsidziraiwo mupike naTenzi kuti zvandakuitirai mwoyochena, imi muchaitirawo vemba yababa wangu mwoyochena, mundipe chiratidzo chinovimbika chemhiko iyoyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Saka chinditsidziraiwo mupike naTenzi kuti zvandakuitirai mwoyochena, imi muchaitirawo vemba yababa wangu mwoyochena, mundipe chiratidzo chinovimbika chemhiko iyoyo. Viz kapitola |