Joshua 17:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Nyika yaManase yaitangira kuAsheri ichindosvika kuMikimetati kumabvazuva kweShekemu. Muganhu wainanga nechezasi uchibva ikoko uye waisanganisira vanhu vakanga vagere muEni Tapua. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Muganho waManase wakabva kwaAsheri, ndokuȿika paMikmetati, pamberi peShekemi; ɀino muganho ndokuenda kuruʋoko rworudyi, kuȿikira kuʋanhu ʋakaŋga ʋagere Eni‐tapua. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Muganhu waManase wakabva kwaAsheri, ndokusvika paMikimetati, pamberi peShekemu; zvino muganhu ndokuenda kuruoko rworudyi, kusvikira kuvanhu vakanga vagere Eni‐tapua. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Muganhu wenyika yokwaManase iyi unobvira Asheru kusvikira kuMikimetati kumabvazuva kweShekemu wodzika kumaodzanyemba kuvanhu vokuEnitapua. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Muganhu wenyika yokwaManase iyi unobvira Asheru kusvikira kuMikimetati kumabvazuva kweShekemu wodzika kumaodzanyemba kuvanhu vokuEnitapua. Viz kapitola |