Joshua 17:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Ivo vakaenda kuna Ereazari muprista nokuna Joshua mwanakomana waNuni, nokuvatungamiri vakandoti, “Jehovha akarayira Mozisi kuti atipe nhaka pakati pehama dzedu.” Naizvozvo Joshua akavapa nhaka pamwe chete navanunʼuna vababa vavo, sezvakanga zvarayirwa naJehovha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Iʋo ʋakasweɗera kumuprista Ereazari, nokunaJoshua, mŋanakomana waNuni, nokumacinda, ʋakati: Jehova wakaraira Mosesi kuti atipe nhaka pakati pehama dzeɗu; naiɀoɀo akaʋapa nhaka pakati paʋanuŋuna ʋaɓaɓa ʋaʋo, seɀakaŋga ɀarairwa naJehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Ivo vakaswedera kumupristi Ereazari, nokuna Joshua, mwanakomana waNuni, nokumachinda, vakati, “Jehovha wakaraira Mosesi kuti atipe nhaka pakati pehama dzedu;” naizvozvo akavapa nhaka pakati pavanunguna vababa vavo, sezvakanga zvarairwa naJehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Vakaenda kuna vava vaiti: mupristi Ereazari naJoshuwa mwana waNunu navatungamiri vakati, “Tenzi akaudza Mosesi kuti tinofanira kupiwa nhaka pakati pehanzvadzi dzedu.” Naizvozvo sokutaura kwakaita Tenzi akavapa nhaka pakati pavakoma navanun'una vababa vavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Vakaenda kuna vava vaiti: mupristi Ereazari naJoshuwa mwana waNunu navatungamiri vakati, “Tenzi akaudza Mosesi kuti tinofanira kupiwa nhaka pakati pehanzvadzi dzedu.” Naizvozvo sokutaura kwakaita Tenzi akavapa nhaka pakati pavakoma navanun'una vababa vavo. Viz kapitola |